Ezekieri 33:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Kana munhu akanzwa kurira kwehwamanda asi orega kuteerera nyevero yacho,+ bakatwa rouya romuuraya, ndiye anenge azviurayisa.+
4 Kana munhu akanzwa kurira kwehwamanda asi orega kuteerera nyevero yacho,+ bakatwa rouya romuuraya, ndiye anenge azviurayisa.+