Mabasa 23:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Ndakaona kuti aipomerwa nyaya dzine chekuita neMutemo wavo,+ asi pasina mhosva yaari kupomerwa ingaita kuti aurayiwe kana kuti asungwe. Mabasa 25:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Vaingoitisana nharo nezvekunamata kwavo mumwe mwari*+ uye pamusoro pemurume ainzi Jesu, akanga afa asi uyo Pauro akaramba achiti mupenyu.+
29 Ndakaona kuti aipomerwa nyaya dzine chekuita neMutemo wavo,+ asi pasina mhosva yaari kupomerwa ingaita kuti aurayiwe kana kuti asungwe.
19 Vaingoitisana nharo nezvekunamata kwavo mumwe mwari*+ uye pamusoro pemurume ainzi Jesu, akanga afa asi uyo Pauro akaramba achiti mupenyu.+