Mabasa 9:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi Sauro, achiine shungu dzekutyisidzira nekuponda vadzidzi vaIshe,+ akaenda kumupristi mukuru, 2 ndokumukumbira tsamba dzekuenda nadzo kumasinagogi ekuDhamasiko, kuti auye kuJerusarema akasunga vese vaaiwana vari veNzira Iyi,+ varume nevakadzi. Mabasa 19:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi vamwe pavakaomesa musoro vachiramba kutenda, vachitaura zvakaipa pamusoro peNzira Iyi+ pamberi peruzhinji, akavasiya+ akaparadzanisa vadzidzi nevanhu ivavo, achikurukura navo zuva nezuva muimba yechikoro chaTirano. Mabasa 22:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndaitambudza vanhu veNzira iyi kusvikira pakufa kwavo, ndichisunga nekuisa mujeri varume nevakadzi,+
9 Asi Sauro, achiine shungu dzekutyisidzira nekuponda vadzidzi vaIshe,+ akaenda kumupristi mukuru, 2 ndokumukumbira tsamba dzekuenda nadzo kumasinagogi ekuDhamasiko, kuti auye kuJerusarema akasunga vese vaaiwana vari veNzira Iyi,+ varume nevakadzi.
9 Asi vamwe pavakaomesa musoro vachiramba kutenda, vachitaura zvakaipa pamusoro peNzira Iyi+ pamberi peruzhinji, akavasiya+ akaparadzanisa vadzidzi nevanhu ivavo, achikurukura navo zuva nezuva muimba yechikoro chaTirano.
4 Ndaitambudza vanhu veNzira iyi kusvikira pakufa kwavo, ndichisunga nekuisa mujeri varume nevakadzi,+