21 Akabva azvambarara pamusoro pemwana wacho katatu, akashevedzera kuna Jehovha achiti: “Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndapota, dzosai upenyu hwemwana uyu maari.” 22 Jehovha akanzwa chikumbiro chaEriya,+ uye upenyu hwemwana wacho hwakadzoka maari, akava mupenyu zvakare.+