Mako 1:14, 15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kuzoti pakasungwa Johani, Jesu akapinda muGarireya,+ achiparidza mashoko akanaka aMwari+ 15 achiti: “Nguva yakwana, uye Umambo hwaMwari hwaswedera pedyo. Pfidzai zvivi zvenyu,+ mutende mashoko akanaka.”
14 Kuzoti pakasungwa Johani, Jesu akapinda muGarireya,+ achiparidza mashoko akanaka aMwari+ 15 achiti: “Nguva yakwana, uye Umambo hwaMwari hwaswedera pedyo. Pfidzai zvivi zvenyu,+ mutende mashoko akanaka.”