Zvirevo 19:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Anonzwira tsitsi munhu akaderera anenge achikweretesa Jehovha,+Uye iye achamuripa zvaanoita.*+ Mateu 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Rapai vanorwara,+ mutsai vakafa, chenesai vane maperembudzi, dzingai madhimoni. Makagamuchira pachena, ipai pachena. Ruka 6:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.”
8 Rapai vanorwara,+ mutsai vakafa, chenesai vane maperembudzi, dzingai madhimoni. Makagamuchira pachena, ipai pachena.
38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.”