27 Mazuva iwayo kuAndiyoki kwakauya vaprofita+ vachibva kuJerusarema. 28 Mumwe wavo ainzi Agabhasi,+ akasimuka, akataura achiratidzwa nemweya kuti kwakanga kwava kuda kuitika nzara huru munyika yese,+ iyo yakazoitikawo zvechokwadi munguva yaKraudhiyo.