Mabasa 24:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti takaona kuti murume uyu anetsa+ uye ari kufurira+ vanhu vechiJudha kupandukira hurumende munyika yese, uye ari kutungamirira kamwe kapoka kevaNazareta.+ 6 Akaedzawo kusvibisa temberi, saka takamubata.+
5 Nekuti takaona kuti murume uyu anetsa+ uye ari kufurira+ vanhu vechiJudha kupandukira hurumende munyika yese, uye ari kutungamirira kamwe kapoka kevaNazareta.+ 6 Akaedzawo kusvibisa temberi, saka takamubata.+