Mabasa 26:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Asi simuka umire. Ndazviratidza kwauri nekuti ndakusarudza kuti uve mushumiri uye chapupu chezvinhu zvawaona nezvinhu zvandichaita kuti uone pamusoro pangu.+
16 Asi simuka umire. Ndazviratidza kwauri nekuti ndakusarudza kuti uve mushumiri uye chapupu chezvinhu zvawaona nezvinhu zvandichaita kuti uone pamusoro pangu.+