Joeri 2:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Uye munhu wese anodana zita raJehovha achaponeswa;+Nekuti muGomo reZiyoni nemuJerusarema ndimo muchava nevaya vachapona,+ sezvakataurwa naJehovha,Vachapona vacho ndevaya vanoshevedzwa naJehovha.”
32 Uye munhu wese anodana zita raJehovha achaponeswa;+Nekuti muGomo reZiyoni nemuJerusarema ndimo muchava nevaya vachapona,+ sezvakataurwa naJehovha,Vachapona vacho ndevaya vanoshevedzwa naJehovha.”