Mabasa 23:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Pauro aiziva kuti vamwe vavo vaiva vaSadhusi vamwe vavo vari vaFarisi, saka akashevedzera mudare reSanihedrini achiti: “Varume, hama, ini ndiri muFarisi,+ mwanakomana wevaFarisi. Ndiri kutongerwa kuti ndine tariro yekuti vakafa vachamuka.”
6 Pauro aiziva kuti vamwe vavo vaiva vaSadhusi vamwe vavo vari vaFarisi, saka akashevedzera mudare reSanihedrini achiti: “Varume, hama, ini ndiri muFarisi,+ mwanakomana wevaFarisi. Ndiri kutongerwa kuti ndine tariro yekuti vakafa vachamuka.”