Mabasa 24:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Pashure pemazuva mashanu, mupristi mukuru Ananiyasi+ akasvika nevakuru nerimwe gweta rainzi Teturo, ndokupira kuna gavhuna nyaya yavaipomera Pauro.+
24 Pashure pemazuva mashanu, mupristi mukuru Ananiyasi+ akasvika nevakuru nerimwe gweta rainzi Teturo, ndokupira kuna gavhuna nyaya yavaipomera Pauro.+