Mabasa 9:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi Sauro, achiine shungu dzekutyisidzira nekuponda vadzidzi vaIshe,+ akaenda kumupristi mukuru, 2 ndokumukumbira tsamba dzekuenda nadzo kumasinagogi ekuDhamasiko, kuti auye kuJerusarema akasunga vese vaaiwana vari veNzira Iyi,+ varume nevakadzi. Mabasa 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uye akauya kuno apiwa simba nevatungamiriri vevapristi kuti asunge vanhu vese vanodana zita renyu.”+
9 Asi Sauro, achiine shungu dzekutyisidzira nekuponda vadzidzi vaIshe,+ akaenda kumupristi mukuru, 2 ndokumukumbira tsamba dzekuenda nadzo kumasinagogi ekuDhamasiko, kuti auye kuJerusarema akasunga vese vaaiwana vari veNzira Iyi,+ varume nevakadzi.
14 Uye akauya kuno apiwa simba nevatungamiriri vevapristi kuti asunge vanhu vese vanodana zita renyu.”+