30 Guta rese rakaita zhowezhowe, uye vanhu vakauya vachimhanya pamwe chete ndokubata Pauro, vakamuzvuzvurudzira kunze kwetemberi, uye masuo akabva avharwa pakarepo. 31 Pavakanga vava kuda kuedza kumuuraya, shoko rakasvika kumutungamiriri weboka revarwi kuti Jerusarema rese rakanga ranyongana;