Mabasa 4:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Zvakare, vanhu vese vakanga vatenda vakanga vaine mwoyo nemweya* mumwe, uye hapana kana mumwe wavo aiti zvinhu zvaaiva nazvo ndezvake ega, asi kuti zvese zvavaiva nazvo zvaiva zvavo vese.+ Mabasa 4:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Pakati pavo pakanga pasina aishayiwa,+ nekuti vese vaiva neminda kana dzimba vaizvitengesa vouya nemari yavainge vawana,
32 Zvakare, vanhu vese vakanga vatenda vakanga vaine mwoyo nemweya* mumwe, uye hapana kana mumwe wavo aiti zvinhu zvaaiva nazvo ndezvake ega, asi kuti zvese zvavaiva nazvo zvaiva zvavo vese.+
34 Pakati pavo pakanga pasina aishayiwa,+ nekuti vese vaiva neminda kana dzimba vaizvitengesa vouya nemari yavainge vawana,