Mabasa 27:23, 24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Usiku huno ngirozi+ yaMwari wangu wandinoitira basa dzvene yamira pedyo neni, 24 ikati, ‘Pauro, usatya. Unofanira kumira pamberi paKesari,+ uye Mwari achakuponesera vese vauri kufamba navo mungarava.’
23 Usiku huno ngirozi+ yaMwari wangu wandinoitira basa dzvene yamira pedyo neni, 24 ikati, ‘Pauro, usatya. Unofanira kumira pamberi paKesari,+ uye Mwari achakuponesera vese vauri kufamba navo mungarava.’