VaEfeso 6:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Neniwo ndinyengetererei kuti ndipiwe mashoko pandinoshama muromo wangu, kuti ndikwanise kutaura neushingi ndichizivisa chakavanzika chitsvene* chemashoko akanaka,+
19 Neniwo ndinyengetererei kuti ndipiwe mashoko pandinoshama muromo wangu, kuti ndikwanise kutaura neushingi ndichizivisa chakavanzika chitsvene* chemashoko akanaka,+