VaRoma 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Uye akapiwa chiratidzo+ chekuchecheudzwa kuti chive chisimbiso chekururama kwakabva pakutenda kwaaiva nako paakanga asati achecheudzwa, kuti ave baba vevaya vese vanotenda+ vasina kuchecheudzwa, kuti vanzi vakarurama;
11 Uye akapiwa chiratidzo+ chekuchecheudzwa kuti chive chisimbiso chekururama kwakabva pakutenda kwaaiva nako paakanga asati achecheudzwa, kuti ave baba vevaya vese vanotenda+ vasina kuchecheudzwa, kuti vanzi vakarurama;