Genesisi 17:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Abrahamu akabva apfugama, akadzikisa musoro wake akatanga kuseka uye kuti nechemumwoyo:+ “Munhu ane makore 100 angabereka mwana here, uye Sara, mukadzi ane makore 90, angabereka here?”+
17 Abrahamu akabva apfugama, akadzikisa musoro wake akatanga kuseka uye kuti nechemumwoyo:+ “Munhu ane makore 100 angabereka mwana here, uye Sara, mukadzi ane makore 90, angabereka here?”+