11 Nekutenda, Sara akagamuchira simba rekubata pamuviri, kunyange paakanga apfuura zera racho,+ sezvo aiziva kuti uya akanga amuvimbisa akanga akatendeka. 12 Saka munhu mumwe chete aiita seafa+ akabereka vana+ vakawanda senyeredzi dzekudenga uye vasingaverengeki sejecha repamahombekombe egungwa.+