VaRoma 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka chivi chakapinda munyika nemunhu mumwe chete uye rufu rwakapinda nechivi,+ rufu rukabva rwapararira kuvanhu vese nekuti vese vakanga vatadza+—. VaRoma 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kunyange zvakadaro, rufu rwakatonga samambo kubvira kuna Adhamu kusvikira kuna Mozisi, ruchitonga kunyange vaya vasina kutadza sekutadza kwakaita Adhamu, uyo akanga akafanana naiye aizouya.+
12 Saka chivi chakapinda munyika nemunhu mumwe chete uye rufu rwakapinda nechivi,+ rufu rukabva rwapararira kuvanhu vese nekuti vese vakanga vatadza+—.
14 Kunyange zvakadaro, rufu rwakatonga samambo kubvira kuna Adhamu kusvikira kuna Mozisi, ruchitonga kunyange vaya vasina kutadza sekutadza kwakaita Adhamu, uyo akanga akafanana naiye aizouya.+