VaRoma 4:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Chokwadi ndechekuti Mutemo unounza kuitirwa hasha,+ asi pasina mutemo, hapanawo kutadza.+ VaRoma 5:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Mutemo wakaiswa pachena kuti zvitadzo zviwedzere.+ Asi nekuwedzera kwakaita chivi, nyasha dzaMwari dzakatonyanya kuwedzerawo.
20 Mutemo wakaiswa pachena kuti zvitadzo zviwedzere.+ Asi nekuwedzera kwakaita chivi, nyasha dzaMwari dzakatonyanya kuwedzerawo.