3 Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu ngaarumbidzwe, nekuti maererano netsitsi dzake huru akatibereka patsva+ kuti tive netariro mhenyu+ kuburikidza nekumuka kwaJesu Kristu kuvakafa,+ 4 kuti tive nenhaka isingaori isina kusvibiswa uye inoramba iripo nekusingaperi.+ Makaichengeterwa kudenga,+