Johani 14:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uye ndichakumbira Baba, vokupai mumwe mubatsiri* kuti ave nemi nekusingaperi,+ Johani 14:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Asi mubatsiri, iwo mweya mutsvene uchatumirwa naBaba muzita rangu, uchakudzidzisai zvinhu zvese nekukuyeuchidzai zvinhu zvese zvandakakuudzai.+ Johani 16:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kunyange zvakadaro, chokwadi ndechekuti kuenda kwangu kuchakubatsirai. Nekuti kana ndikasaenda, mubatsiri+ haazouyi kwamuri; asi kana ndikaenda, ndichamutumira kwamuri.
26 Asi mubatsiri, iwo mweya mutsvene uchatumirwa naBaba muzita rangu, uchakudzidzisai zvinhu zvese nekukuyeuchidzai zvinhu zvese zvandakakuudzai.+
7 Kunyange zvakadaro, chokwadi ndechekuti kuenda kwangu kuchakubatsirai. Nekuti kana ndikasaenda, mubatsiri+ haazouyi kwamuri; asi kana ndikaenda, ndichamutumira kwamuri.