VaRoma 2:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Nekuti anonzi muJudha haasi uya akadaro nechekunze,+ uye kuchecheudzwa hakusi kuya kwekunze, kwakaitwa panyama.+ Zvakazarurwa 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 ‘Ndinoziva kutambudzika kwako neurombo hwako, asi wakapfuma,+ uye ndinoziva kushorwa kwaunoitwa nevaya vanozviti vaJudha ivo vasiri, asi vari sinagogi raSatani.+
28 Nekuti anonzi muJudha haasi uya akadaro nechekunze,+ uye kuchecheudzwa hakusi kuya kwekunze, kwakaitwa panyama.+
9 ‘Ndinoziva kutambudzika kwako neurombo hwako, asi wakapfuma,+ uye ndinoziva kushorwa kwaunoitwa nevaya vanozviti vaJudha ivo vasiri, asi vari sinagogi raSatani.+