Eksodho 33:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi iye akati: “Ndichaita kuti kunaka kwangu kwese kupfuure nepamberi pako, uye ndichazivisa zita raJehovha pamberi pako;+ uye ndichanzwira nyasha wandinoda kunzwira nyasha, uye ndichanzwira ngoni wandinoda kunzwira ngoni.”+
19 Asi iye akati: “Ndichaita kuti kunaka kwangu kwese kupfuure nepamberi pako, uye ndichazivisa zita raJehovha pamberi pako;+ uye ndichanzwira nyasha wandinoda kunzwira nyasha, uye ndichanzwira ngoni wandinoda kunzwira ngoni.”+