VaGaratiya 3:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Saka Mutemo wakava muperekedzi* wedu anotungamirira kuna Kristu,+ kuti tinzi takarurama nekutenda.+
24 Saka Mutemo wakava muperekedzi* wedu anotungamirira kuna Kristu,+ kuti tinzi takarurama nekutenda.+