Dheuteronomi 9:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Jehovha Mwari wako paanovadzinga pamberi pako, usati mumwoyo mako, ‘Jehovha akandiunza kuti nditore nyika iyi nekuti ndakarurama.’+ Marudzi aya ari kudzingwa naJehovha pamberi pako nemhaka yekuipa kwawo.+
4 “Jehovha Mwari wako paanovadzinga pamberi pako, usati mumwoyo mako, ‘Jehovha akandiunza kuti nditore nyika iyi nekuti ndakarurama.’+ Marudzi aya ari kudzingwa naJehovha pamberi pako nemhaka yekuipa kwawo.+