17 Pandakamuona, ndakawira patsoka dzake semunhu afa.
Akabva andibata neruoko rwake rwerudyi akati: “Usatya. Ndini Wekutanga+ neWekupedzisira,+ 18 uye mupenyu;+ ndakambofa,+ asi iye zvino ndiri mupenyu uye ndicharamba ndiri mupenyu nariini nariini,+ uye ndine kiyi dzerufu neGuva.+