Mabasa 10:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Akatirayirawo kuti tiparidzire vanhu uye tipupure kwazvo+ kuti uyu ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wevapenyu nevakafa.+ 2 VaKorinde 5:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti tese tinofanira kumira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti mumwe nemumwe apiwe zvinoenderana nezvaakaita paakanga achiri mumuviri, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+
42 Akatirayirawo kuti tiparidzire vanhu uye tipupure kwazvo+ kuti uyu ndiye akagadzwa naMwari kuti ave mutongi wevapenyu nevakafa.+
10 Nekuti tese tinofanira kumira pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti mumwe nemumwe apiwe zvinoenderana nezvaakaita paakanga achiri mumuviri, zvingava zvakanaka kana zvakaipa.+