Mako 10:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Nekuti kunyange Mwanakomana wemunhu haana kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nekupa upenyu hwake* kuti adzikinure vanhu vazhinji.”+ Johani 5:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Handikwanisi kuita chinhu chandinozvitangira ndega. Ndinotonga sekunzwa kwandinenge ndaita, uye mutongo wangu wakarurama+ nekuti handitsvagi kuda kwangu, asi kuda kwaiye akandituma.+
45 Nekuti kunyange Mwanakomana wemunhu haana kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nekupa upenyu hwake* kuti adzikinure vanhu vazhinji.”+
30 Handikwanisi kuita chinhu chandinozvitangira ndega. Ndinotonga sekunzwa kwandinenge ndaita, uye mutongo wangu wakarurama+ nekuti handitsvagi kuda kwangu, asi kuda kwaiye akandituma.+