Mabasa 19:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Pashure pacho Pauro akafunga mumwoyo make kuti aizopfuura nekuMakedhoniya+ neAkaya, achienda kuJerusarema.+ Akati: “Kana ndaenda ikoko, ndichafanira kuzoendawo kuRoma.”+ Mabasa 20:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Iye zvino ndiri kuenda kuJerusarema ndichitungamirirwa nemweya kuti ndidaro,* kunyange zvazvo ndisingazivi zvichaitika kwandiri ikoko,
21 Pashure pacho Pauro akafunga mumwoyo make kuti aizopfuura nekuMakedhoniya+ neAkaya, achienda kuJerusarema.+ Akati: “Kana ndaenda ikoko, ndichafanira kuzoendawo kuRoma.”+
22 Iye zvino ndiri kuenda kuJerusarema ndichitungamirirwa nemweya kuti ndidaro,* kunyange zvazvo ndisingazivi zvichaitika kwandiri ikoko,