-
1 VaKorinde 7:5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Musanyimana, kunze kwekunge mabvumirana kwenguva yamunenge masarudza, kuti muve nenguva yekunyengetera mozosangana zvakare, kuti Satani arege kuramba achikuedzai nekuda kwekusazvidzora kwenyu.
-