Mabasa 21:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Pavakanzwa izvi vakatanga kukudza Mwari, asi vakati kwaari: “Hama yedu, uri kuona kuti pakati pevaJudha pane zviuru zvevatendi, uye vese vanoshingairira Mutemo.+
20 Pavakanzwa izvi vakatanga kukudza Mwari, asi vakati kwaari: “Hama yedu, uri kuona kuti pakati pevaJudha pane zviuru zvevatendi, uye vese vanoshingairira Mutemo.+