VaGaratiya 6:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa hakukoshi,+ asi chisikwa chitsva ndicho chinokosha.+ VaKorose 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 pasina kuti kune muGiriki kana muJudha, kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa, mutorwa, muSitiya,* muranda, kana munhu akasununguka; asi Kristu ndiye zvinhu zvese uye ari mavari vese.+
11 pasina kuti kune muGiriki kana muJudha, kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa, mutorwa, muSitiya,* muranda, kana munhu akasununguka; asi Kristu ndiye zvinhu zvese uye ari mavari vese.+