VaGaratiya 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi,+ nekuti imi mese muri pamwe chete muna Kristu Jesu.+
28 Hapana muJudha kana muGiriki,+ hapana muranda kana munhu akasununguka,+ hapana munhurume kana munhukadzi,+ nekuti imi mese muri pamwe chete muna Kristu Jesu.+