Maraki 2:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nekuti ndinovenga* kurambana,”+ anodaro Jehovha Mwari waIsraeri, “nemunhu wese anoita mhirizhonga,”* anodaro Jehovha wemauto. “Chenjererai mwoyo* yenyu, uye regai kunyengera.+ Mateu 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvekuti havasisirizve vaviri, asi nyama imwe. Saka ngaparege kuva nemunhu anoparadzanisa zvasungwa pamwe chete pajoko naMwari.”+ VaEfeso 5:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Kunyange zvakadaro, mumwe nemumwe wenyu anofanira kuda mudzimai+ wake sezvaanozviita; mudzimai anofanirawo kuremekedza murume wake zvikuru.+
16 Nekuti ndinovenga* kurambana,”+ anodaro Jehovha Mwari waIsraeri, “nemunhu wese anoita mhirizhonga,”* anodaro Jehovha wemauto. “Chenjererai mwoyo* yenyu, uye regai kunyengera.+
6 Zvekuti havasisirizve vaviri, asi nyama imwe. Saka ngaparege kuva nemunhu anoparadzanisa zvasungwa pamwe chete pajoko naMwari.”+
33 Kunyange zvakadaro, mumwe nemumwe wenyu anofanira kuda mudzimai+ wake sezvaanozviita; mudzimai anofanirawo kuremekedza murume wake zvikuru.+