Mabasa 18:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 uye sezvo vaishanda mabasa akafanana, akagara pamba pavo vachishanda vese,+ nekuti vaiita basa rekugadzira matende. Mabasa 20:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Imi pachenyu munozviziva kuti maoko aya akashandira zvinhu zvandaida+ nezvevaya vandaiva navo. 1 VaKorinde 4:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nanhasi tichiine nzara+ nenyota,+ uye takapfeka mamvemve,* tichirohwa+ uye tisina pekugara 12 tichifondoka nebasa, tichishanda nemaoko edu.+ Patinotukwa, tinokomborera;+ patinotambudzwa, tinoramba tichitsungirira;+ 2 VaTesaronika 3:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 uyewo hatina kudya zvekudya zvemumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi taishanda, tichifondoka siku nesikati, kuti pasava nemumwe wenyu watinoremedza.+
3 uye sezvo vaishanda mabasa akafanana, akagara pamba pavo vachishanda vese,+ nekuti vaiita basa rekugadzira matende.
11 Nanhasi tichiine nzara+ nenyota,+ uye takapfeka mamvemve,* tichirohwa+ uye tisina pekugara 12 tichifondoka nebasa, tichishanda nemaoko edu.+ Patinotukwa, tinokomborera;+ patinotambudzwa, tinoramba tichitsungirira;+
8 uyewo hatina kudya zvekudya zvemumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi taishanda, tichifondoka siku nesikati, kuti pasava nemumwe wenyu watinoremedza.+