Mabasa 19:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Asi iye zvino muri kuona uye muri kunzwa kuti Pauro akafurira vanhu vakawanda, kwete muEfeso+ chete asi muruwa rwese rweEzhiya, achiita kuti vave nedzimwe pfungwa, achiti vanamwari vakagadzirwa nemaoko havasi vanamwari chaivo.+ 1 VaTesaronika 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka sezvo taikudai zvikuru, takanga tisingadi kungokupai mashoko akanaka aMwari chete, asi taidawo kutokupai upenyu hwedu* pachedu,+ nekuti taikudai chaizvo.+
26 Asi iye zvino muri kuona uye muri kunzwa kuti Pauro akafurira vanhu vakawanda, kwete muEfeso+ chete asi muruwa rwese rweEzhiya, achiita kuti vave nedzimwe pfungwa, achiti vanamwari vakagadzirwa nemaoko havasi vanamwari chaivo.+
8 Saka sezvo taikudai zvikuru, takanga tisingadi kungokupai mashoko akanaka aMwari chete, asi taidawo kutokupai upenyu hwedu* pachedu,+ nekuti taikudai chaizvo.+