-
Numeri 21:5, 6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Vanhu vakaramba vachipopotera Mwari naMozisi,+ vachiti: “Makatibudisa muIjipiti kuti tifire murenje here? Muno hamuna zvekudya uye hamuna mvura,+ uye tasvika* pakuvenga* chingwa ichi chinosembura.”+ 6 Saka Jehovha akatuma nyoka dzine uturu pakati pevanhu, uye dzairuma vanhu vacho, zvekuti vaIsraeri vazhinji vakafa.+
-