36 Varume vaya vakatumwa naMozisi kunosora nyika yacho uye vakaita kuti ungano yese imugunun’unire pavakadzoka vachiiudza mashoko anopedza simba nezvenyika yacho,+ 37 ivo varume vakauya nemashoko anopedza simba nezvenyika yacho vacharohwa naJehovha vofa pamberi pake.+