Dheuteronomi 32:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vaibayira kumadhimoni, kwete kuna Mwari,+Kuna vanamwari vavakanga vasingazivi,Vatsva vakanga vachangouyawo,Kuna vanamwari vakanga vasingazivikanwi nemadzitateguru enyu.
17 Vaibayira kumadhimoni, kwete kuna Mwari,+Kuna vanamwari vavakanga vasingazivi,Vatsva vakanga vachangouyawo,Kuna vanamwari vakanga vasingazivikanwi nemadzitateguru enyu.