VaFiripi 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Hama, ivai vatevedzeri vangu makabatana,+ uye rambai makatarisa vaya vari kufamba maererano nemuenzaniso watakakuratidzai. 2 VaTesaronika 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Hakusi kuti hatibvumirwi kuwana zvinhu kwamuri,+ asi taida kuti mutevedzere muenzaniso wedu.+
17 Hama, ivai vatevedzeri vangu makabatana,+ uye rambai makatarisa vaya vari kufamba maererano nemuenzaniso watakakuratidzai.