2 VaKorinde 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekuti hama, tinoda kuti muzive nezvedambudziko ratakasangana naro munharaunda yeEzhiya.+ Zvinhu zvakanga zvakatiomera chaizvo, tisina chataigona kuita nesimba redu tega, zvekuti takanga tisina chokwadi kana taizopona.+
8 Nekuti hama, tinoda kuti muzive nezvedambudziko ratakasangana naro munharaunda yeEzhiya.+ Zvinhu zvakanga zvakatiomera chaizvo, tisina chataigona kuita nesimba redu tega, zvekuti takanga tisina chokwadi kana taizopona.+