1 VaTesaronika 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Pashure pacho isu vapenyu tinenge tichirarama, tichatorwa mumakore+ pamwe chete navo, kuti tisangane naShe+ mumhepo; saka tichazogara tiina Ishe.+
17 Pashure pacho isu vapenyu tinenge tichirarama, tichatorwa mumakore+ pamwe chete navo, kuti tisangane naShe+ mumhepo; saka tichazogara tiina Ishe.+