VaRoma 8:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 nekuti kufunga kwenyama kunoreva kuvengana naMwari,+ sezvo nyama isingazviisi pasi pemutemo waMwari, uye haitokwanisi kudaro. 8 Saka vaya vanoita maererano nenyama havagoni kufadza Mwari.
7 nekuti kufunga kwenyama kunoreva kuvengana naMwari,+ sezvo nyama isingazviisi pasi pemutemo waMwari, uye haitokwanisi kudaro. 8 Saka vaya vanoita maererano nenyama havagoni kufadza Mwari.