Isaya 49:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Zvanzi naJehovha: “Ndakakupindura+ panguva yekufarirwa,Uye ndakakubatsira pazuva reruponeso;+Ndakaramba ndichikuchengetedza kuti ndiite kuti uve sungano yevanhu,+Kuti umutsidzire nyika,Kuti uite kuti vatore nhaka dzavo dzakanga dzasiyiwa,+
8 Zvanzi naJehovha: “Ndakakupindura+ panguva yekufarirwa,Uye ndakakubatsira pazuva reruponeso;+Ndakaramba ndichikuchengetedza kuti ndiite kuti uve sungano yevanhu,+Kuti umutsidzire nyika,Kuti uite kuti vatore nhaka dzavo dzakanga dzasiyiwa,+