Ezekieri 20:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Kunhuhwirira kwemipiro yacho kuchaita kuti ndikufarirei panguva yandichakubvisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai kubva kunyika dzamakanga maparadzirwa;+ uye ndichatsveneswa pakati penyu, mamwe marudzi ese akatarisa.’+ 2 VaKorinde 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka vadiwa, sezvo tiri kuvimbiswa zvinhu zvakadai,+ ngatizvichenesei pazvinhu zvese zvinosvibisa nyama nemweya,+ tichiwedzera kuva vatsvene pakutya Mwari.
41 Kunhuhwirira kwemipiro yacho kuchaita kuti ndikufarirei panguva yandichakubvisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai kubva kunyika dzamakanga maparadzirwa;+ uye ndichatsveneswa pakati penyu, mamwe marudzi ese akatarisa.’+
7 Saka vadiwa, sezvo tiri kuvimbiswa zvinhu zvakadai,+ ngatizvichenesei pazvinhu zvese zvinosvibisa nyama nemweya,+ tichiwedzera kuva vatsvene pakutya Mwari.