RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 2:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nekuti izvi ndizvo zvakaitawo kuti ndikunyorerei tsamba: kuti ndione kana muchizoratidza kuti munoteerera pazvinhu zvese.

  • VaHebheru 13:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Teererai vaya vari kukutungamirirai,+ uye zviisei pasi pavo,+ nekuti vari kukuchengetedzai* sevanhu vachazozvidavirira,+ kuti vaite izvi nemufaro kwete vachirwadziwa, nekuti izvi zvingakukuvadzai.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe