Mabasa 18:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 uye sezvo vaishanda mabasa akafanana, akagara pamba pavo vachishanda vese,+ nekuti vaiita basa rekugadzira matende. 1 VaKorinde 9:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Saka mubayiro wangu ndewei? Kuti pandinozivisa mashoko akanaka, ndizivise mashoko akanaka ndisingabhadharisi, kuti ndisashandisa simba rangu* zvisiri izvo pakuzivisa mashoko akanaka.
3 uye sezvo vaishanda mabasa akafanana, akagara pamba pavo vachishanda vese,+ nekuti vaiita basa rekugadzira matende.
18 Saka mubayiro wangu ndewei? Kuti pandinozivisa mashoko akanaka, ndizivise mashoko akanaka ndisingabhadharisi, kuti ndisashandisa simba rangu* zvisiri izvo pakuzivisa mashoko akanaka.